Short Story: Akauya ega ndaigodini

Loading...

It’s not easy to handle the acceleration of temperatures that rise when you get exposed to unpredictable sekisual atmospheres. I am a witness!

Since I left my native land (Zimbabwe) and journeyed to the foreign shores of South Africa I was a determined youngman who is dedicated pakutsvaga mari that’s all. Zvema bhebhi was not one of my priorities maybe it’s because I grew up without a nerve for it. I was raised in a Christian family and my understanding of life circumstances was tunnelled into a certain way. Basa rakambonetsa, ndaritsvaga ndarishaya I had to settle for less and signed up for a cleaner vacancy so that I at least meet my rental deadlines, pavepaya ndakazowana basa in an administration environment in a corporate company. Kubasa kwanga kwakanaka though I was paid less but I took it because it was a good challenge, after several months of my employment the people we shared an office with moved to another area which was convenient to their business and an accounting firm took up their office as tenants.

The office was now occupied by three ladies pane murungu who is the owner though asingauye every day, kamusikana ka student and another lady who is so open minded and friendly. I took these two fellows as neighbours and sisters ndisina kana zvandaivafungira taingomhoresana tichingotaura nyaya two minutes kana tasanganawo panze and that was the only link we had as people who were in the same apartment of offices.

Let me make a confession yekuti aka kamwe kamusikana kamustudent aka kakazvarwa zvakanaka kamwana ikako, her hips are in right places, ganda rake rinenge see through, akanyemwerera so unenge uchasimuka ukatamba apa kunyemwerera chakaita se chipo kwaari, she is so soft spoken arimunhu wandingati anehunhu, with attractive type of breasts, ukasangana naye achifamba mu corridor unoti haiwa zvichazoda rusero duri haringapepeti and unotocheuka chete kane magaro wena. I have always wondered kuti who is the rightful owner of this well grown fields but my question never got an answer. Tairemekedzana zvichifamba kunyangwe musikana uyu akanaka kudaro handina kumbofunga zvekuzo mupfimba kana anything maybe it was some kind of fear or what I don’t know.

One day she came to work a bit early and stood outside ini ndakasvikawo ndichifamba ne speed yangu yemu Zimbabwean and I saw her standing there, ndakabvunza kuti ko hindava zvikanzi ndakanganwa ma key so she was waiting for the other lady to come of which aiuya na 8 and this was about 7:30am so I offered her a chair but ndakamupira chair ipapo because office yangu is a no go area if you are not a staff though isina ma security cameras but I just exercised professionalism that day. Akazouya umwe wake achibva apinda then she brought my chair back and said her thanks.

About two months down the line akandikumbira phone number dzangu ndikamupa akangoti I noticed kuti handina number dzako it’s not good for neighbours I agreed with her idea and then I gave her she gave me hers and I saved it. There was no telecommunication since the day we exchanged numbers I wondered kuti aidzidii but any way life goes on.

I then noticed kuti she is becoming more friendly to me and I took it easy by just being friendly as well, so this particular day she remained behind when her colleague left. Usually Basa vanopedza na 3 isu ini ndinozobuda zvangu kuma 5pm ikoko, but this day 4pm dzakachaya achirimo waingonzwa tuma movements twekuti munemunhu. I gnored it since ndangandine dzanguwo, about 4:30pm ndakanzwa ka knock pa door ndichibva ndatarisa wonei ndiye. I attended the knock ndichifunga kuti munhu arikuda help so I just went to the door to attend her. But ndakaona kuti haana mood ye help munhu uyu. Ndakamuti Hi, ndichibva ndanyarara akapindurawo akanditarisa muma ziso zvikanzi Hi, can I come in? Ini manje kuti ndichati apinde it’s against the regulations of my commitment kuti nditi NO manzwi acho aramba kubuda. It was very fast before I responded she moved her leg foward towards the entrance of a restricted office as if she didn’t know that it’s a private office. I let her in but left the door open.

Loading...

Ndichibva ndamuti you are still here, I guess you have had a very busy day zvikanzi not that much my work is done. Ndikati so why are you still here? Studying or……… she interrupted zvikanzi we usually don’t really talk. Ndikati I know apa ndakamirira kuti ati gwigwigwi nyaya yake aende ndakaona avekudhonza chair obva agara zvake ndichibva ndaziva kuti charovedzera charovedzera. Pfungwa yekuti ndine munhu mu office ndakabva ndarasa then I sat on a desk that was to her opposite. Zuva iroro anga akapfeka ka skirt kapfupi but not that short asi hameno zvinoitika pa muviri ye madzimai kuti akagara pasi hembe dzavo dzinokwira kumusoro zvishoma saka skirt yake yakazonyatsoita mini agara. Paakaona kuti ndatarisa makumbo ake kumusoro uku she threw a smile back on me but ndakamedza ke emotion kacho.

 

shit

Muviri wangu wakabva wandiudza kuti something good. Achibva akanda mubvuzo, zvikanzi are you married? Ndikati…. huh? Ndichifunga zano kunyangwe mhinduro ndangandinayo, she just repeated the question kunyangwe aiziva kuti ndangandanzwa mubvunzo wake. Ndichibva ndati NO zvikanzi why……? Ndikati I am working on it, apa voice rake ranga raita serazorwa mafuta I felt so good and I was now attending to her fully chauya chauya. Zvikanzi anyway I want you to help me something ndikati what zvikanzi come with me so I followed her to their office where she had made an attractive set up.

Ndakasvika zvikanzi sit ndobva ndagara pa chair yake then she stood behind me zvikanzi am failing to change my facebook password can you help me? Ndikati am sorry kana neni handizvigoni I am trying to change mine as well, zvikanzi woow so we have this in common ndikati kind of. I knew she was gonna do something akandoita seakotama ndikanzwa mazamu ake awira mumusoro mangu zvikanzi oh sorry bvaasimuka ndakangoti its fine zvikanzi am really sorry achibata musoro wangu pangapaendwa ne mazamu ake. She offered me coffee ndikaramba zvikanzi saka what do you want? Apa ndangandasimuka tatarisana ndakuda kuita se ndoda kuenda apa yamira mwana akanaka iyeye. Ndikati haaa perhaps I should go, zvikanzi you can’t go kana usina kutaura zvaunoda coz I have offered you coffee waramba, zvikanzi you can’t even move ndotokubata. She threw her arms around me, ndakavhunduka because I was not expecting it at all zvikanzi chienda saka by this time she was laughing while embracing me. I froze, took no action I just found out that I had hugged back, nanhu vangavave kupuruzirana – chemusiwo???????

Maoko akangotanga kuenda kwese kwese, ndakanzwa ake achirwisa kubvisa leather belt pa jean rebasa ndikati mu south African uyu aneshuwa nezvaarikuita here because it had been long since I last did it. Pakabatwa munhu pakasvirwa munhu takazotorara kumba kwangu ku night of bliss. Kubasa pfungwa dzanga dzave kuda kumboita futi there after takazoramba tongosvirana kusvika attachment yake yapera in the next one month asika ndinogara ndichimufunga nekuti munhu anokoira iyeye. She is now back at school far from me but we still chat asi haaa mukoiri mukuru chaiye. I didnt know kuti nevasikanawo kana varonga tsoro yavo vanotogara vatsvaga ma condom kare. Asi musiuyu dai papasina condom handizivi kuti ndaiyambuka here.

Feel free to post my email address (Jkagande1@gmail.com)

Subscribe to Blog via Email

Enter your email address to subscribe to this blog and receive notifications of new posts by email.

Do you have a story to tell us? Email drsviro@gmailcom

 

Like Facebook Page Below so as not to miss updates.

.

.

.

.

You may also like...