Ndakamudya beche, it was her first time!

Loading...

So ndakati ndichiwana a house to share in Cranborne, wanike ndirikusheya nemababie chete. Ini i am a 27 year old bachelor. Mababie aya, mukuru was 33, and kayounger sister kake kane 23 paya.

The elder sister was a pharmacist kuhurumende but marriage yanga yaramba kutamba, anga arasiswa nevamwe Engineer after years of dating. But oh my, she is very cute, zvekutoonesa even kayounger sister aka moto. Of course tumawrinkles here and there twanga toda kubuda but she is still cute, kaslimbody apa tight ass, just the way i like it. Mazigaro aya anongonakidza kuona muroad but ha pakukwirana i prefer mid sized ass.

The younger sister wasnt bad though, and kairatidza kavirgin, zamu ranga rakamira kuti twii, apa kaifavour kugara kasina bra and kana kari paden, vose nasistran wacho, hameno kuti katsika kekupfeka madrying towel kaya vanga vakadzidziswa nani.

Eish i digress….anyway, semunhu anga ari self employed, ndaiwanawo tumacents turi nani, and those days ndairoller zvangu neka Golf 5 zvangu and mababie aingospakwa neskiri. At 27, I had a stable income zvangu, and apa hanging out kumabhawa etc, I am not a big fan wedoro so I had reduced frequency yekuita hang out nemaface angu coz I am a hermit by nature saka ndaizobhoikana kuspender night out yese apa ndisiri kunatsonwa doro racho. Ndandakuprefeya kuchiller paden. Mane zvose ivi mababie aishaya kuti what kinda heaven sent guy is this. Mane apa unongozivawo maCivil servants anotambira nzungu and mababie anoda zvinhu so maweekends I would take them out for braai chii chii and ndakunotenga grocery ndovaigirawo tumacholocates, tumaicecream chii chi. Materrific Tuesday epizza aya kwaingova kungoti pindai muVidha asikana(VW).

Hmmm…vainakidzwa, izvo isu tine dzatakateya hedu, the path to a woman’s heart is long manje guys, u have to be patient…

We got very tight and eventually vanga vongodidana kana vabika kuti tidye tose. So paya ndaiona kuti mababie ose ari interested, ndobva ndashaya kuti ndorova move ipi. Now the elder sister became so possessive zvekuti aingoti akandiona ndichitaura nemfana wake she would disrupt it, so that nditaure naye, ndakabva ndaona kuti ndinganyura ndikanyenga kayounger sister ndozosungirwa.

So I began flirting napharmacist pawhatsapp, kutumirana zvinyadzi, ndichimuudza kuti ndokurumisa pillow iye achiita nharo. So she would come to chill in my room after work but mfana wake aimurambidza, she would jokingly say, uchiri mudiki, Vic anokuraper anotoda isu vahombe, he cant do anything to big girls like us. Ndikati zvamgu nechemumoyo…hoo nhai?

TAkawedzera kuflirter, we would talk about everything, from our past rships, to my dik size, kuti yakachecheudzwa, she would tell me how she lost her virginity etc. Ndakazotanga kukumbira makumbo, ndichinyimwa paya, then thank my lucky stars, out of the blue one day tichiflirter ndakamuti wakambodyiwa beche here, zvikanzi ah kana what what, he oral is dirty kudii kudiii, ndikati what, u mean wasvika 33 years usina kana kumbonanzviwa, zvikanzi ehe, my last boyfriend wanted kundidya but akati ndozomusakawo but ndakaramba.

So ndakamuti no worries chii, I will do you the favour and you dont have to return it, zvakanzi futseki, kuda kungondikwira chete, ndikati ha, but hausi virgin ka saka zveine pressure yei, but anyways, i promise it willl just be sucking and nothing else.

Zvakanzi bhoo.

Ndikati when, zvakanzi weekend ndiri off kubasa. Saturday yakanonoka kusvika iyoyo varume, ini zvangu i had my plan, ndakangoziva once ndamufugura hembe, gumbo raitozobuda chete sooner or later. Saturday iya she came to chill as usual in my room. Takambochovha nyaya, then I looked her straight in the eye ndakati sha, now I want to honour that promise, zvikanzi ahhh iwe, I was joking paya, mwana unopenga iwe, apa futi uri mpfana kwandiri, ndikabva ndamuyeuchidza song yamaskiri ya yekuti, ‘chero neniwo ndogona kudriver bhazi amai’

Loading...

beche

She laughed zvakanzi unopenga, then ndakabva ndamononora Drying Towel, hanty ndaambokutipayi kuti they loved ma DT? Kudai wanike haana nduwe, apa she was clean shaven. I started kissing her thighs zvangu paya, teasing her, haaaa….kuzomudaro, she was already whimpering like a little puppy. Ndakabva ndagumisa rurimi pakabeans, ndokurega, ndokugumisa futi ndokurega, I wanted to kill her with desire. Ndakatanga kunanzva pamsoro pegambi, slightly above the vulvas, ha mwana aati aitetsura mhere, lucky enough kamfana kake kanga kabudawo, hameno kwanga kwaendwa.

Ndakazonyatsodzosa muromo zvangu pagambi ndigotanga kuri munyungira kunge ndirikudya mango baba. Ndaiti ndikarinanzva rapidly kunge chimbwanana chirikunanzva ndiro ine soup, ndotenderedza rurimi pakabeans apa maoko ari busy kumatits kwake. Of course kasmero kefish kaibuda zvako but she had just bathed and all the same kwaitongova kushhinga coz my objective yaiva yekuzoluma poto in the end. Zvekunyenga ndanga ndaona kuti hazvizoshandi apa. Mwana akaridza mhere ndikati hausati watanga, ndakabva ndatanga kumusvira nerurimi..yes runosvira, u roll it up, wotanga kupinza in and out like you do nemboro…

Akashinyira, agondidaidza zita rangu, agozvongonyoka, ndakaramba ndakanatira chete. Ndakazonzwa mwana aooma mutezo, then tsaaaaaa, ndatundirwa muromo, ndakakurumidza kubvisa, uku ndichinanzvira zvangu. Ko zvine basa rei.

Akabva amboti rabada apa semunhu afa, then I started cuddling with her zvangu. Zvikanzi woooow, thank you babie, yanga yatova babie already….Hanzi ahh, i never knew sucking was so good mane now I feel i your debt, wandinanzvawo so i must lick your dik too ndikamuti noo babe, I just did it for you. I wanted you kuti ufare, zvikanzi but makumbo handikupe, we have to discuss kuti what do we have now, is it a relationship or what…ndikati ok.

Zvikanzi even tikadater ini mmutemo wangu, tomboitawo 4 or 5 months, ndichiona kuti uri serious here, maybe urikuda kungondirova hit and run. Even though ndaidakurovawo hit and run, this touched me, I could see she was still traumatised nekurasiswa kwaanga aitwa nemaprevious boyfriends.

…watch out for part two unzwe kuti makumbo ndakazomawinner sei as well as her heart by this ‘selfless’ strategy. Mukasiyawo one or two comments,Maybe ndingawana simba rekuzonyora part two as well, how i later screwed her lil sis, coz kaidhuukirwa nei rough as well.

Cheers guys,regai ndimboti graft two seconds

Subscribe to Blog via Email

Enter your email address to subscribe to this blog and receive notifications of new posts by email.

Do you have a story to tell us? Email drsviro@gmailcom

 

Like Facebook Page Below so as not to miss updates.

.

.

.

.

You may also like...