Maposition mubedroom for vakadzi, please your husbands

Loading...

Today’s bedroom position  is called The Froggy Style. Ma Big House please take note because ndimi ka musingafarire ma position akawanda.

Murume wako will enjoy this one bcoz anenge ane good view of magaro ako & he can see them achi shaker shaker. Ndakambokuudza kuti men r visual creatures saka he will love seeing magaro ako achi bhamba-bhamba kunge jelly.

Iwewe u will enjoy it because unonzwa mboro yake ichipinda yese, plus unenge uchiona machende ake. Anonakidza kuona.

It’s also ideal for vaye vanonyara kutarisa murume pa bonde. Also ideal if u r uncomfortable with him seeing dumbu rako or your face. Vamwe munofinyamisa face kunge munhu arikudya lemon, vamwe munoita kunge murikuda kuchema.

Loading...

rudoTip: garira mboro yake wotanga ku rocker back and forth, fast or slow. Dont bounce up & down. Make ma circles like uriku drawer zero on it, uchitambisa chiuno (kuita chikapa) wakaigarira. Hold onto his legs for better support. Mattress ngaiti TSWIKI TSWIKI ne noise. Chemererawo kuti murume anakirwe not kungoti zii se mombe yakafa. Tell him kuti abate-bate magaro ako achimadzvinya-dzvinya or spanking u (kurohwa-rohwa mbama kumagaro.. Zvinotundisa if done right). If u enjoy a bit of roughness, tell him to pull your hair…that’s if kana usina wig.

Another tip: geza ikoko kunobuda number 2 zvakanaka and make sure hakuna ma tissue akasarira bcoz it will turn him off. Ma big house hamufarire ka zve good hygiene saka I have to mention this.

Ndini wenyu

Rudo Muti
Chinamwari Online Tutor

You may also like...