Mabhebhi epanet

Loading...

[highlight]Story from Gibby[/highlight]

ndodyeiYedu yemabebie epanet iyi. Ndakangowana iri friendly request pa mobofree musi wa14 february pavale ipapo. Ini ndikati aika, yayipi
iyi. Ndaka acceptor request iye. Ndopandakawana ndaisirwa kagift kerudo. Handina kutambisa mukana kana kunyenga ndakangotanga nektti
swtie. Takaronga kuonana for the first time. Ini ndaive ndiri wangawo zvangu saka ndakatoenda ndichimwaya sasi dzekut hee pano pano, hee
mwedzi uripakati chimbondionawo. Aika ndakabva ndapihwa ka 5 kasina basa kecombey. Ndakabva ndaronga maths dzangu ini no, munhu anofanira kurohwa nayo uyu.

Ndakazoudza munhu kuti auye kuden sezvo ndaive nehembe dzaida kuwachwa. Akabva abvuma zvake mwanasikana. Call yakapinda kuri kuma to 8 makuseni ndakatorara zvangu paden. Ko isu marovha epa getto tingaitei zvedu. Kutarisa kudai wanikwe inga ndiye mwana. Akanditi ndirimu town ndirikuda kuuya kuzowacha. Ndakati mira ndiuye kuzokutora. Ndakakwereta 5 dollas kut isaite maxaz.
Ndakangopinda mubath zvimwe zviya zviya kut ndisanzvengwe ne jack pot. Ndakapinda mutown ndokuwana mwana akatondimirira wena. Ndichingotarisa mwana ndakabva ndanzwa machende kusunga sunga. Ndakamupa ka hug kamwe kaye kaye ndichingoti zviuya zvirimberi. Takapinda mukombi takananga paden. Ndakusvika paden ndakafonera magen’a aive paden kut ndauya nacho. Ivo vakafanogadzira gap kut bin laden angorova pena.

Loading...

Ndakasvika muka1 room katinoroja tirimagen’a 3 ndokukagarisa pamubhedha. Kakati ko hembe dzacho dziripi ndikangoti ndakadziwcha haana kuzotaura ndakangoti kakutofara kuti basa raita shoma asi nechemumoyo ndaiziva kut rasara kupfuura ranga riripo kare. Ndakabva ndaisa african movie nokut ndakaona sekunge igwe vaidiwa chaizvo ipapo. Ndakaona shasha yanyevenuka ndikati here comes bin laden. Ndakazobyza kuenda kutoilet kut ndikiye door nemukati. Pandakadzoka ndakaisaisawo 4n yake pacharge. Tagara paside nepaside ndakatora 4n yangu ndobva ndahyda number. Ndakabva ndamubeepa. Akasimuka achinotarisa missed call. Paakadzoka akawana ndakamumirira ndokubva agara pakati pemakumbo angu ini ndikabva ndangoti zvangu zvaita. Pachokwadi mwana uyu ndaimutya.
Akanga akanaka kundidarika. Kumba kwavo vaive nemari kundidarika. Ndakanga ndisina kana round. Agara pakati pemakumbo kudaro ndakatanga kumubata mazamhu zvimwe zviye zviye zvinekakutya mukati. Ndakaona munhu haasi kumbopopota zvake ndikabva ndaziva kut yanwa iyi. Ndakabvisa jacket raaive akapfeka coz kwaitonhora. Haana kupopota fut, ndakenda kublouse aikaka akatopfava kunge munhu arikugerwa choya.  Ndakatonzwa akukwidza kadzihwa pasina ndikabva ndanyemwerera zvangu. Ndakazobvisa trouser zvenharo chaizvo nokut rakanga rakabata kut ndii nemazigaro ake. Ndakangobatawo zvechirango but munhu akanga avakutoda kudhara. Ndakazotora tuma condom twedu twezvimbwa utwu ndokukapfeka. Kunodai ndikaona yaramba kupinda. Aika zvemafuniz ndinombozvida iyeni.
Ndakamamikidzira condom ndokubva raputika. Ini ndaive ndisati ndamboboora musikana saka zvakatondinetsa kut yayipi iyi. Ndakatora
rimwe same same fut ndisati ndambodii ndichibva ndangorovera moyo padombo ndokubva ndanongedzera mupositori. Kunodai zvandikunda. Ndakazongoti chero zvazvaita ndokunongedzera ndakashandisa simba rese rakasara panzara ndokushwetedzera. Ndakanzwa hey yapinda wena. Pfungwa dzangu padzakangoti yapinda ndakabva ndatunda. Uku ndirikurumwa, kutswinywa nekunakirwa zvese. Ndakazomuchovha kusvika atunda kanenge katatu muropa imomo. Akatozoita zvekukumbira kut ndimusiye. Ndakanzwa
tsitsi. Akaenda kumba kwavo ega handina kumuperekedza. Akazotexta msg achitenda nezvamdakanga ndamuitira. Iyezvino akungouya ndichirova pakati dzimwe nguva achitojusa 4n.

 

Do you have a story to share? we would like to hear it, Email us drsviro@gmail.com

You may also like...