How to solve problem yekukurumidza kutunda

Loading...
wavhurirwa makumbo nechakdai iwe woita 2mins hwejongwe, mangwana hauzopiwi futi, bonyora first to get away with the excitement

wavhurirwa makumbo nechakdai iwe woita 2mins hwejongwe, mangwana hauzopiwi futi, bonyora first to get away with the excitement

So I have seen paFacebook maface mazhinji achizhamba nenyaya yekukurumidza kutunda kana vachisongosista zvimoko,especially first time with a hot chick, just thought I could compile some of the helpful comments on apost ye a guy anga achiita poblem yekutunda in just under 5 mins.

The Post went like

Ko zvirinormal here kuti urimurume kana tasvika panyaya dze sex unoita 1 short round about 5mns or less and after that haimire until after 2-3hrs? Ndiri mukomana (single)23 ndiri healthy ndingori mukomana as others bt problem yangu ndiyoyi,ndakambozama kutsvaka the very sexy woman to see any changes bt there was no change,Ndikarara nemusikana 1round after that short round l feel dizzy,sleepy and l end up sleeping angave masikati,Handikwanise kutundisa musikana at all,Ndakamboona doctor akandiudza kuti its lack of sleep nekuti kubasa ndotanga na 10am ndopedza na 2200 hsiku so akambondipa matablets ekurara bt ndakaona no change,l disappoint girls good times coz l even see ma moods acho after sex kuti l did nothing,Manje inini ndakutya kuroora mukadzi coz she will definitely go out seeking for a satisfactory man that is what lm scared of so please if you knw kuti ndingabatsirikawo sei plz LIKE this post l will give yu my details.Musandituka nekuti handisiri ndega takatowanda so let’s help one another to success,Vasikanawo musandiwanzira pls Thank you in advance mese

I decided to take only a handful of the most liked comments

Commentor 1 Dambudziko rako rimwe chete rekuita dizzy ndipo paungade rubatsiro ipapo zvimwe zvese zviri normal asi iwe kana wafunga kufadza babe, before sex give enough time for romance zvekuti musikana anotota kuzasi usati watasva paunozotasva kana ukaita 3mins anenge agutsikana ipapo nekuti unenge wamutena on kwete kungojungirira iye ari offline wapabata? Next…….

Loading...

Commentor 2 hesi shamwari , nyaya iripo apa ndeyekuty kana ukarara nemusikana for the first tym (different girl) round racho tends to be so short because of all the excitement uye kakunetsa netsa kayekanoita vasikana kurohwa zvinhu for the first tym . However tomboti masangana futy another day it must be different , advice yangu ndeyekuty iwewe semurume you must take charge , its you who control thesituation kana muchi romennsa mwana waamai tora ruoko rwemusikana worubatisa simbi yebasa , nemaballs acho iwewo uchibata bata maparts emusikana anodakubatwa nekudhonza panoda kudhonzwa uku muchikisana , ukaona . Ukaona simbi yako yanyatsoita mazitsinga , yachioma kuti ngaa , (by the way musikana wako anofanirawo kukubata kusvika simbi yaakudedera zviya zvekuty gwigwi gwigwi gwigwi) . Kana zvadaro wochienda pamusoro uchionawo state yechimoko . Waapamusoro kudaro mwana waamai kana waipinza imbomira woiteerera ichiti gwigwi irimo . Then watanga coiling yako usaite coiling yacho quick quick because haufe wakatundisa mukadzi kana uchisvira zvisina order . Tsvaga pekuti ukasvitsa simbi yako musikana wako unonzwa kana kuona achishaya zvekuita , ipapo ndipo panomutundisa ukaramba wakapahandler zvakanaka ,. Izvi zvese uno kwanisa kuzviona kana uchiita nice and slow zvine order . Panguva yese iyi usarega kukisa munzeve nemuhuro , ukaita izvi kana musikana wako asati anyanyosvirwa nevanoziva zvavari kuita anofanira kunge atunda , kana aakutunda iwe chimupa yese zvine simba . Nekuty iwewe simbi yanga yanyanyisa kumira mbeu yako panguva ino inofanira yaenda kure chaizvo , zvowo chiita apa woisa maoko ako pasi pemagaro ake uchiita kunge urikumusimudza mbichana , unofanira kubva vatundawo kwik kwik . Kana zvese zvanda taura apa zvisina kubatsira feel free to ask what to do next

Hope someone will be helped by this.

Oh and for ADVICE from Doctor Sviro,I wont add a lot since ndachida munzwewo from other guys,mungazoti isu masviristiya tinozajura. So anway, they have done a good job explaining it, but i will add a few points below

1) Kana usati wanyatsojaira game rekusvira, uchiziva kuti unokurumidza kutunda, chaya bonyora like ten mins before wasvira,unongoti babie, i will be back wombopinda mutoyaz wonochaya zvakowodzoka,mozotanga romance, you will find kuti u will last that the first round much longer.

2) Before hitting it, romance her hanty, ototawo so, ini zvangu ndowanza kufarira kuridya,ah unoonamwana avakuita kushinyira nekunakirwa,akagonya akadiiko,ini ndichiita kusvira nerurimi chairwo,  unomunzwa aavika papeak, baby kani, baby kani,oh this is too good unokundikuvadza, ipapo ndopaunobva waiti pfee, wotanga zvakokukoira slowly, the hands  busy ravaging her breasts, muromouya wanga uchidya now wava patsvodi wombopota uchikisser huro, pamwechete nekuisa rurimi munzeve, eish wakamboiswa rurimi munzeve here? unoita waya iwe….

3) third step, start thinking of doing things zvako uripo pamsoro ipapo, think of your dead friends and or relatives, munhu ane chikwereti chako, or your fucked up boss at work,kana kufunga duzvi chairo, yeah,just to take your mind off the scene but dont stop pumping, unorova dambaefu rimwe rinobhowa.

Other tips ndeekuti rova missionary position kana uchida kukwenya dambarefu coz doggy style manje,the sight of her ass, esp if she is well endowed, ha iwe, unokurumidza kutunda. Its also a good idea to go for circumcision it helps reduce sensitivity zvekuti unonoka kutunda.  Pa am talking from experience coz ndaimborova ndisati ndachecheudzwa, now ndakurova ndachecheudzwa, i noticed a considerable improvement.

Tatenda, hope zvine vazvichabatsirawo.

You may also like...